Eksodo 7:18 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Hove dziri muna Nairi dzichafa, uye rwizi ruchanhuhwa; vaIjipita havazokwanisi kunwa mvura yarwo.’ ” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Hoʋe dziri murwizi dzicafa, rwizi rucanhuwa; ʋaEgipita ʋacanetswa nokutȿaka kunwa mvura yorwizi. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200218 Hove dziri murwizi dzichafa, rwizi ruchanhuwa; vaIjipiti vachanetswa nokutsvaka kunwa mvura yorwizi.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Hove dzose dzirimo dzichafa, mvura yacho ichanhuhwa kuti kutu. Saka vaIjipiti vachasema kunwa mvura yomuna Nairi.’ ” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona18 Hove dzose dzirimo dzichafa, mvura yacho ichanhuhwa kuti kutu. Saka vaIjipiti vachasema kunwa mvura yomuna Nairi.’ ” Sien die hoofstuk |