Eksodo 6:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Ndakasimbisawo sungano yangu navo kuti ndivape nyika yeKenani, nyika yavakagara savatorwa. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ɀino ndakasimbisa suŋgano yaŋgu naʋo kuti ndiʋape nyika yeKanani, nyika yoʋutorwa bgaʋo, maʋakaŋga ʋari ʋatorwa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20024 Zvino ndakasimbisa sungano yangu navo kuti ndivape nyika yeKenani, nyika youtorwa hwavo, mavakanga vari vatorwa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Ini ndakaitawo chitenderano changu navo ndichiti, ‘Ndichavapa nyika yeKanani mavaimboita zvokugara vachiti apa garei, tamei apa garei tamei.’ Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona4 Ini ndakaitawo chitenderano changu navo ndichiti, ‘Ndichavapa nyika yeKanani mavaimboita zvokugara vachiti apa garei, tamei apa garei tamei.’ Sien die hoofstuk |