Eksodo 5:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Faro akati, “Jehovha ndianiko, kuti ndigomuteerera uye ndigorega vaIsraeri vachienda? Handimuzivi Jehovha iyeye uye handidi kurega vaIsraeri vachienda.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Farao akati: Jehova ndiye aniko, kuti nditerere inzwi rake, kuti nditendere ʋaIsraeri kuenda? Handimuziʋi iye Jehova, neni handiŋgatenderi ʋaIsraeri kuenda. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20022 Farao akati, “Jehovha ndiye aniko, kuti nditeerere izwi rake, kuti nditendere vaIsiraeri kuenda? Handimuzivi iye Jehovha, neni handingatenderi vaIsiraeri kuenda.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Asi Farao akati, “Ko Tenzi iyeyo ndiani chaizvoizvo wandinganzi ini nditeerere, ndigorega vaIsiraeri vachienda? Tenzi wacho handimuzivi. Saka ini handibvumirewo vaIsiraeri kuenda.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona2 Asi Farao akati, “Ko Tenzi iyeyo ndiani chaizvoizvo wandinganzi ini nditeerere, ndigorega vaIsiraeri vachienda? Tenzi wacho handimuzivi. Saka ini handibvumirewo vaIsiraeri kuenda.” Sien die hoofstuk |