Eksodo 40:32 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Vaishamba pose pavaipinda muTende Rokusangana kana kuswedera paaritari, sokurayirwa kwakaitwa Mozisi naJehovha. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 pakupinda kwaʋo mutente rokusoŋgana, napakusweɗera kwaʋo kuartari, ʋaishamba, seɀakaŋga ɀarairwa Mosesi naJehova. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200232 pakupinda kwavo mutende rokusangana, napakuswedera kwavo kuatari, vaishamba, sezvakanga zvarairwa Mosesi naJehovha. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 pakupinda mutendhe rokusanganira napakuenda paatari, vaishamba sokuudzwa kwaakanga aitwa naTenzi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona32 pakupinda mutendhe rokusanganira napakuenda paatari, vaishamba sokuudzwa kwaakanga aitwa naTenzi. Sien die hoofstuk |