Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Eksodo 39:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Bhanhire rayo romuchiuno rakarukwa nounyanzvi rakanga rakafanana nayo, zvaive chinhu chimwe neefodhi uye zvakagadzirwa negoridhe, newuru yebhuruu, nepepuru netsvuku nomucheka wakarukwa zvakaisvonaka, sokurayirwa kwakaitwa Mozisi naJehovha.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Nebanhire rakarukwa nomuɓati wakacenjera, rakaŋga riri pamsoro payo, rokuisuŋga naro; cakaŋga ciri cinhu cimŋe cete nayo, rakaitwa saiyo; rendarama, neɀakarukwa ɀitema, neɀishaʋa, neɀitȿuku, nemiceka yakaiȿo‐naka yakarukwa, seɀakaŋga ɀarairwa Mosesi naJehova.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Nebhanhire rakarukwa nomubati wakachenjera, rakanga riri pamusoro payo, rokuisunga naro; chakanga chiri chinhu chimwe chete nayo, rakaitwa saiyo; rendarama, nezvakarukwa zvitema, nezvishava, nezvitsvuku, nemicheka yakaisvonaka yakarukwa, sezvakanga zvarairwa Mosesi naJehovha.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 nomundya wayo wokuisungisa wakanga wakanyatsorukwa nejira rakafanana nerayo, rerineni rakanakisisa, wakarukirwa neshinda yendarama newuru neyeruvara rwedenga noruvara rwehute netsvuku, sezvakanga zvaudzwa Mosesi naTenzi.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 nomundya wayo wokuisungisa wakanga wakanyatsorukwa nejira rakafanana nerayo, rerineni rakanakisisa, wakarukirwa neshinda yendarama newuru neyeruvara rwedenga noruvara rwehute netsvuku, sezvakanga zvaudzwa Mosesi naTenzi.

Sien die hoofstuk Kopieer




Eksodo 39:5

Volg ons:

Advertensies


Advertensies