Eksodo 38:21 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Uku ndiko kuwanda kwezvinhu zvakashandiswa patabhenakeri, iyo tabhenakeri yeChipupuriro, zvakanyorwa pakurayira kwaMozisi navaRevhi vari pasi paItamari mwanakomana waAroni, muprista. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ndiko kuwanda kweɀinhu ɀetabernakeri, ɀetabernakeri yecipupuriro, pakuʋereŋgwa kwaɀo nokuraira kwaMosesi; ʋaRevi ʋakaite‐ɓasa iro ʋacirairwa naItamari, mŋanakomana waAroni muprista. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200221 Ndiko kuwanda kwezvinhu zvetabhenakeri, zvetabhenakeri yechipupuriro, pakuverengwa kwazvo nokuraira kwaMosesi; vaRevhi vakaita basa iro vachirairwa naItamari, mwanakomana waAroni mupristi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Zviri pano apa ndizvo zvose zvakashandiswa mutendhe rinoera, tendhe rechitenderano, sokuverengwa kwazvakaitwa zvichitungamirirwa naItamaru, mwanakomana womupristi Aroni, sokuudzwa kwaakanga aitwa naMosesi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona21 Zviri pano apa ndizvo zvose zvakashandiswa mutendhe rinoera, tendhe rechitenderano, sokuverengwa kwazvakaitwa zvichitungamirirwa naItamaru, mwanakomana womupristi Aroni, sokuudzwa kwaakanga aitwa naMosesi. Sien die hoofstuk |