Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Eksodo 37:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Akaita kerubhi rimwe chete kurutivi rumwe chete rwokumucheto uye kerubhi rechipiri kuno rumwezve rutivi, mativi okumucheto ari maviri akaaita chinhu chimwe chete nechifunhiro.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 kerubi rimŋe pamuromo mumŋe, nerimŋe kerubi panomumŋe muromo; akaita makerubi pamiromo yaco miʋiri, ɀikaʋa cinhu cimŋe cete necifunhiro cokuyananisa.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

8 kerubhi rimwe pamuromo mumwe, nerimwe kerubhi panomumwe muromo; akaita makerubhi pamiromo yacho miviri, zvikava chinhu chimwe chete nechifunhiro chokuyananisa.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Akanamira makerubhu iwayo pahwidibiro akati rimwe kerubhu kwokupedzesera uku, rimwe kerubhu kwokupedzeserawo uku. Akaagadzira akabatana nayo zvokuti aiva chinhu chimwechete nehwidibiro.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Akanamira makerubhu iwayo pahwidibiro akati rimwe kerubhu kwokupedzesera uku, rimwe kerubhu kwokupedzeserawo uku. Akaagadzira akabatana nayo zvokuti aiva chinhu chimwechete nehwidibiro.

Sien die hoofstuk Kopieer




Eksodo 37:8

Volg ons:

Advertensies


Advertensies