Eksodo 36:6 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Ipapo Mozisi akarayira uye vakatuma shoko iri pakati pomusasa wose vachiti, “Ngakurege kuva nomurume kana mukadzi achaitazve chimwe chinhu sechipo chenzvimbo tsvene.” Nokudaro vanhu vakadziviswa kuuyisa zvimwe, Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Mosesi akaraira kuti shoko riparidzwe kumisasa, rokuti: Kunyaŋge murume kana mukadzi ŋgaarege kuzoita ɀe ɓasa rimŋe reɀipo ɀokupa nɀimbo tȿene. Naiɀoɀo ʋanhu ʋakadziʋiswa kuzoʋuya neɀimŋe. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20026 Mosesi akaraira kuti shoko riparidzwe kumisasa, rokuti, “Kunyange murume kana mukadzi ngaarege kuzoitazve basa rimwe nezvipo zvokupa nzvimbo tsvene.” Naizvozvo vanhu vakadziviswa kuzouya nezvimwe. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Mosesi akatuma chirevo mumatendhe chokuti, “Ngapachirega kunge pachave nomurume kana mukadzi anouya nechipo chokushandisa muNzvimbo Inoera.” Naizvozvo vanhu vakarega kuunza zvipo izvozvo, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona6 Mosesi akatuma chirevo mumatendhe chokuti, “Ngapachirega kunge pachave nomurume kana mukadzi anouya nechipo chokushandisa muNzvimbo Inoera.” Naizvozvo vanhu vakarega kuunza zvipo izvozvo, Sien die hoofstuk |