Eksodo 36:29 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Pamakona maviri aya mapuranga aiva maviri kubva pasi kusvikira kumusoro uye akaiswa mumhete imwe chete; ose akanga akagadzirwa zvakafanana. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Akaŋga akaita maʋiri necenyasi; saiɀoɀo ɀe akaŋga akaita maʋiri akaɓatanidzwa kuȿikira kumsoro kucindori cokutaŋga; saiɀoɀo akaaitira ose maʋiri pamakona maʋiri. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200229 Akanga akaita maviri nechenyasi; saizvozvozve akanga akaita maviri akabatanidzwa kusvikira kumusoro kuchindori chokutanga; saizvozvo akaaitira ose maviri pamakona maviri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Mapango maviri akaamisa asina kubatana nechepasi pawo, asi kumusoro akaabatanidza necheparingi rokutanga, ndozvaakaaita ose ari maviri maviri pamakona iwayo maviri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona29 Mapango maviri akaamisa asina kubatana nechepasi pawo, asi kumusoro akaabatanidza necheparingi rokutanga, ndozvaakaaita ose ari maviri maviri pamakona iwayo maviri. Sien die hoofstuk |