Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Eksodo 36:15 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Zvidzitiro zvose zviri gumi nechimwe zvakanga zvakaenzana, makubhiti makumi matatu pakureba uye makubhiti mana paupamhi.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Kureɓa kwejira rimŋe nerimŋe kwaiʋa makubiti anamakumi matatu, noʋupamhi bgejira rimŋe nerimŋe makubiti manna; macira anegumi nerimŋe akaŋga akaenzana.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Kureba kwejira rimwe nerimwe kwaiva makubhiti ana makumi matatu, noupamhi hwejira rimwe nerimwe makubhiti mana; machira ane gumi nerimwe akanga akaenzana.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Akagadzira machira acho ose akaenzana, kureba kwawo kwaiva mamita gumi nematatu, hwasha hwawo hwaiva mamita maviri.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Akagadzira machira acho ose akaenzana, kureba kwawo kwaiva mamita gumi nematatu, hwasha hwawo hwaiva mamita maviri.

Sien die hoofstuk Kopieer




Eksodo 36:15

Volg ons:

Advertensies


Advertensies