Eksodo 34:27 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi, “Nyora mashoko aya, nokuti maererano namashoko aya ndaita sungano newe uye neIsraeri.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ɀino Jehova akati kunaMosesi: Nyora mashoko iwaya, nokuti ndaita suŋgano newe naʋaIsraeri seɀinoreʋa mashoko iwaya. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200227 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Nyora mashoko iwaya, nokuti ndaita sungano newe navaIsiraeri sezvinoreva mashoko iwaya.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Tenzi akaudza Mosesi kuti, “Nyora mashoko aya andareva nokuti ndiwo hwaro hwechitenderano chandakaita newe neIsiraeri.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona27 Tenzi akaudza Mosesi kuti, “Nyora mashoko aya andareva nokuti ndiwo hwaro hwechitenderano chandakaita newe neIsiraeri.” Sien die hoofstuk |