Eksodo 34:15 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 “Uchenjerere kuti urege kuita sungano naavo vanogara munyika; nokuti pavanenge voita ufeve hwavo kuna vamwari vavo uye vakabayira kwavari, vachakukokai uye muchadya zvibayiro zvavo. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 kuti urege kuita suŋgano naʋanhu ʋagere munyika iyo, ɀino kana iʋo ʋopata ʋaciteʋera ʋamŋari ʋaʋo, ʋaciɓayira ʋamŋari ʋaʋo, mumŋe akuɗane kuti udye nyama yeɀiɓayiro ɀake; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200215 kuti urege kuita sungano navanhu vagere munyika iyo, zvino kana ivo vopata vachitevera vamwari vavo, vachibayira vamwari vavo, mumwe akudane kuti udye nyama yezvibayiro zvake; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Mungadaro mukaita chitenderano navanhu vagere munyika iyoyo, pavanenge voita unzenza hwokupira zvibayiro zvavo kuna vamwari vavo mumwe angadaro akakukokai mukazodya chibayiro chake, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona15 Mungadaro mukaita chitenderano navanhu vagere munyika iyoyo, pavanenge voita unzenza hwokupira zvibayiro zvavo kuna vamwari vavo mumwe angadaro akakukokai mukazodya chibayiro chake, Sien die hoofstuk |