Eksodo 33:20 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Akati, “Asi haugoni kuona chiso changu, nokuti hapana munhu angandiona uye akararama.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Akati ʋo: Hauŋgaʋoni ciso caŋgu, nokuti hakunomunhu uŋgandiʋona, akazorarama. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200220 Akatiwo, “Haungaoni chiso changu, nokuti hakuna munhu angandiona, akazorarama.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Asi akati, “Haugone kuona chiso changu nokuti hakuna munhu angandione akaramba ari mupenyu.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona20 Asi akati, “Haugone kuona chiso changu nokuti hakuna munhu angandione akaramba ari mupenyu.” Sien die hoofstuk |