Eksodo 33:14 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Jehovha akapindura akati, “Kuvapo kwangu kuchaenda newe, uye ndichakupa zororo.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Jehoʋa akati: Ini ndimene ndicaenda newe, ndikupe zororo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200214 Jehovha akati, “Ini ndimene ndichaenda newe, ndikupe zororo.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Mwari akapindura achiti, “Ndichaenda ndichiratidza kuti ndinemi, ndigokupai rugare.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona14 Mwari akapindura achiti, “Ndichaenda ndichiratidza kuti ndinemi, ndigokupai rugare.” Sien die hoofstuk |