Eksodo 32:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi, “Buruka, nokuti vanhu vako, vawakabudisa muIjipiti, vaora. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ɀino Jehova akataura naMosesi, akati: Enda, ɓuruka, nokuti ʋanhu ʋako, ʋawaɓuɗisa munyika yeEgipita, ʋaɀitadzira. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20027 Zvino Jehovha akataura naMosesi akati, “Enda, buruka, nokuti vanhu vako, vawakabudisa munyika yeIjipiti, vazvitadzira. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Tenzi akati kuna Mosesi, “Chiburuka mugomo muno nokuti vanhu vako vawakaburitsa kunyika yeIjipiti vaipa, vaenda mutome; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona7 Tenzi akati kuna Mosesi, “Chiburuka mugomo muno nokuti vanhu vako vawakaburitsa kunyika yeIjipiti vaipa, vaenda mutome; Sien die hoofstuk |