Eksodo 32:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Saka vanhu vose vakabvisa mhete dzavo vakauya nadzo kuna Aroni. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀino ʋanhu ʋose ʋakagura ɀindori ɀendarama ɀakaŋga ɀiri panzeʋe dzaʋo, ʋakaʋuya naɀo kunaAroni. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20023 Zvino vanhu vose vakagura zvindori zvendarama zvakanga zviri panzeve dzavo, vakauya nazvo kuna Aroni. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Saka vanhu vose vakabvisa mhete dzavo dzendarama dzaiva panzeve dzavo vakauya nadzo kuna Aroni. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona3 Saka vanhu vose vakabvisa mhete dzavo dzendarama dzaiva panzeve dzavo vakauya nadzo kuna Aroni. Sien die hoofstuk |