Eksodo 32:23 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Vakati kwandiri, ‘Tiitire vamwari vachatitungamirira. Kana ari munhu uyu Mozisi akatibudisa kubva muIjipiti, hatizivi zvakaitika kwaari.’ Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Nokuti ʋakati kwandiri: Tiitirei ʋamŋari ʋaŋgatituŋgamirira, nokuti kana ari Mosesi uyu, munhu uya wakatiɓuɗisa munyika yeEgipita, hatiziʋi cakaitika naye. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200223 Nokuti vakati kwandiri, ‘Tiitirei vamwari vangatitungamirira, nokuti kana ari Mosesi uyu, munhu uya wakatibudisa munyika yeIjipiti, hatizivi chakaitika naye.’ Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Ndivo vakatonditi, ‘Tigadzirire vamwari vangatitungamirire nokuti zvaMosesiwo uyu nyakutiburitsa muIjipiti hatichamboziva chakamuwira.’ Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona23 Ndivo vakatonditi, ‘Tigadzirire vamwari vangatitungamirire nokuti zvaMosesiwo uyu nyakutiburitsa muIjipiti hatichamboziva chakamuwira.’ Sien die hoofstuk |