Eksodo 32:15 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Mozisi akadzoka akaburuka mugomo ane mahwendefa maviri eChipupuriro mumaoko ake. Akanga akanyorwa kumativi ose ari maviri, mberi neshure. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀino Mosesi akatendeʋuka, akaɓuruka pagomo, anamahwendefa maʋiri ecipupuriro muruʋoko rwake; mahwendefa akaŋga akanyorwa nhiʋi dzawo dzose, akaŋga akanyorwa seri neseri. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200215 Zvino Mosesi akatendeuka, akaburuka pagomo, ana mahwendefa maviri echipupuriro muruoko rwake; mahwendefa akanga akanyorwa nhivi dzawo dzose, akanga akanyorwa seri neseri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Mosesi akazoburuka mugomo akabata mumaoko mafendefa maviri okupupurira, akanyorwa mativi ose ari maviri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona15 Mosesi akazoburuka mugomo akabata mumaoko mafendefa maviri okupupurira, akanyorwa mativi ose ari maviri. Sien die hoofstuk |