Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Eksodo 32:12 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 VaIjipita vachataurireiko vachiti, ‘Akavabudisa muIjipiti nomurangariro wakaipa, kuti avauraye mumakomo uye nokuvaparadza panyika’? Dzokai henyu pakutsamwa kwenyu kunotyisa; dzokai murege kuuyisa njodzi pamusoro pavanhu venyu.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 ƲaEgipita ʋaŋgazoreʋa seiko ʋaciti: Wakaʋaɓuɗisira kuneɀakaipa, kuti aʋaʋuraye mumakomo, nokuʋaparadza panyika? Dzorai shuŋgu dzenyu huru, muɀiɗembe pamsoro pokuitira ʋanhu ʋenyu ɀakaipa ɀakaɗai.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

12 VaIjipiti vangazoreva seiko vachiti, ‘Wakavabudisira kune zvakaipa, kuti avauraye mumakomo, nokuvaparadza panyika?’ Dzorai shungu dzenyu huru, muzvidembe pamusoro pokuitira vanhu venyu zvakaipa zvakadai.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Munodirei kuti vaIjipiti vazoti, ‘Tenzi akabvisa vaIsiraeri muIjipiti kuti andovaurayira mumakomo achivatsakatisa panyika zvachose?’ Ndapota zvangu, regai zvenyu kushatirwa. Dai mukarega kuita zvamareva. Musaitire vanhu venyu zvakaipa zvikadaro.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Eksodo 32:12

Volg ons:

Advertensies

Advertensies