Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Eksodo 29:40 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

40 Negwayana rokutanga ubayire nechegumi cheefa choupfu hwakatsetseka hwakasanganiswa nechikamu chimwe chete kubva muzvina chehini chamafuta akabva mumaorivhi akasvinwa, uye chikamu chimwe chete kubva muzvina chehini yewaini chive chipiriso chinonwiwa.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

40 Pamŋe cete negwaiana rimŋe unofanira kuisa cipiriso coʋupfu bgakatsetseka bgakaȿika pacegumi ceefa bgakakanyiwa nececinna cehini yamafuta akaȿinhiwa nececinna cehini yewaini, ciʋe cipiriso cinoɗururwa.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

40 Pamwechete negwayana rimwe unofanira kuisa chipiriso choupfu hwakatsetseka hwakasvika pachegumi cheefa hwakakanyiwa nechechina chehini yamafuta akasvinhiwa nechechina chehini yewaini, chive chipiriso chinodururwa.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

40 Hwayana yokutanga unoipira pamwechete noupfu hwekoroni hwakanyatsokuyiwa hunorema kirogiramu rimwechete, hunenge hwakakanyiwa namafuta okusvina eorivhi anoita rita rimwechete, udire rita rimwechete rewaini uve mupiro wokuteura.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

40 Hwayana yokutanga unoipira pamwechete noupfu hwekoroni hwakanyatsokuyiwa hunorema kirogiramu rimwechete, hunenge hwakakanyiwa namafuta okusvina eorivhi anoita rita rimwechete, udire rita rimwechete rewaini uve mupiro wokuteura.

Sien die hoofstuk Kopieer




Eksodo 29:40

Volg ons:

Advertensies


Advertensies