Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Eksodo 29:27 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

27 “Unatse mitezo iyo yegondobwe rokugadza raAroni navanakomana vake: chityu chakaninirwa uye chakakumikidzwa.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 Ɀino cityu cinozuŋguzirwa ucitsaure, neɓandauko recipiriso cinosimudzwa, cinozuŋguzirwa nokusimudzwa, ɀegondobge rokugadza naro, kuti ɀiʋe ɀaAroni neɀaʋanakomana ʋake.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

27 Zvino chityu chinozunguzirwa uchitsaure, nebandauko rechipiriso chinosimudzwa, chinozunguzirwa nokusimudzwa, zvegondohwe rokugadza naro, kuti zvive zvaAroni nezvavanakomana vake.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 “Unoteketerera kwandiri chityu chehondohwe yokugadza ichocho chinenge chavheyeswa chomupiro wokusimudzirwa kuna Mwari nechidya chayo chomugove wavapristi nokuti ndezvaAroni navana vake vakomana.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 “Unoteketerera kwandiri chityu chehondohwe yokugadza ichocho chinenge chavheyeswa chomupiro wokusimudzirwa kuna Mwari nechidya chayo chomugove wavapristi nokuti ndezvaAroni navana vake vakomana.

Sien die hoofstuk Kopieer

Eksodo 29:27

Volg ons:

Advertensies

Advertensies