Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Eksodo 29:23 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Kubva padengu rechingwa chakabikwa chisina mbiriso, chiri pamberi paJehovha, utore chimwe chete, nekeke rakavhenganiswa namafuta, uye nechingwa chitete.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 neɓundu rimŋe reciŋgwa, neciŋgwa cimŋe ciɗuku cinamafuta, neciŋgwa cimŋe citete cinobva muɗeŋgu reɀiŋgwa ɀisina‐kuʋiriswa, ɀiri pamberi paJehova.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

23 nebundu rimwe rechingwa, nechingwa chimwe chiduku chinamafuta, nechingwa chimwe chitete chinobva mudengu rezvingwa zvisina kuviriswa, zviri pamberi paJehovha.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Mutswanda ine zvingwa zvisina mbiriso zvakapirwa kuneni Tenzi, unotora chingwa zvacho chimwechete nechimwe chakabikwa namafuta, nechimwe chakati fatata.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Mutswanda ine zvingwa zvisina mbiriso zvakapirwa kuneni Tenzi, unotora chingwa zvacho chimwechete nechimwe chakabikwa namafuta, nechimwe chakati fatata.

Sien die hoofstuk Kopieer




Eksodo 29:23

Volg ons:

Advertensies


Advertensies