Eksodo 27:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Uyiitire chiparo, sefa yendarira, uye ugoita mhete yendarira pakona imwe neimwe yesefa. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Unofanira kuiitira ʋo cakarukwa cendarira cakarukwa samambure; pamambure uite ɀindori ɀinna ɀendarira pamakona awo manna. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20024 Unofanira kuiitirawo chakarukwa chendarira chakarukwa samambure; pamambure uite zvindori zvina zvendarira pamakona awo mana. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Uyezve uigadzirire sefa yendarira. Pasefa iyoyo isa maringi mana endarira pamakona ayo mana, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona4 Uyezve uigadzirire sefa yendarira. Pasefa iyoyo isa maringi mana endarira pamakona ayo mana, Sien die hoofstuk |