Eksodo 26:24 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Pamakona maviri aya, anofanira kuva maviri maviri kubva pasi kusvikira kumusoro, uye agadzikwe mumhete imwe chete; ose ari maviri ngaave saizvozvo. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ŋgaaite maʋiri necenyasi; saiɀoɀo ŋgaaʋe maʋiri akaɓatanidzwa kuȿikira kumsoro kucindori cokutaŋga; ŋgaaitwe saiɀoɀo ari maʋiri, aʋe’po pamakona maʋiri. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200224 Ngaaite maviri nechenyasi; saizvozvo ngaave maviri akabatanidzwa kusvikira kumusoro kuchindori chokutanga; ngaaitwe saizvozvo ari maviri, avepo pamakona maviri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Pamakona iwayo, mapango maviri epo, nechepasi, ngaarege kuti kwati kwati, kumusoro kwawo ngaabatane paringi rokutanga, ndozvaachange akaita ose ari maviri, ndiwo achave pamakona ose iwayo ari maviri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona24 Pamakona iwayo, mapango maviri epo, nechepasi, ngaarege kuti kwati kwati, kumusoro kwawo ngaabatane paringi rokutanga, ndozvaachange akaita ose ari maviri, ndiwo achave pamakona ose iwayo ari maviri. Sien die hoofstuk |