Eksodo 26:19 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 uye uite zvigadziko zvesirivha makumi mana kuti zvive pasi pawo, zvigadziko zviviri papuranga rimwe nerimwe, chimwe chete pasi pembambo imwe neimwe. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ita ʋo ɀigadziko ɀesirveri ɀinamakumi manna pasi pamapuraŋga anamakumi maʋiri, ɀigadziko ɀiʋiri pasi pepuraŋga rimŋe paɀiɓato ɀaro ɀiʋiri, neɀigadziko ɀiʋiri pasi perimŋe puraŋga paɀiɓato ɀaro ɀiʋiri; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200219 Itawo zvigadziko zvesirivha zvina makumi maviri, zvigadziko zviviri pasi pepuranga rimwe pazvibato zvaro zviviri, nezvigadziko zviviri pasi perimwe puranga pazvibato zvaro zviviri; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 woita zvigadzikiro zvesirivha makumi mana zvokumisa mapango iwayo. Pabango rimwe nerimwe ngapave nezvigadzikiro zviviri. Zvigadzikiro izvozvo ngazvigumane musana pasi pezviga zviya zvamapango. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona19 woita zvigadzikiro zvesirivha makumi mana zvokumisa mapango iwayo. Pabango rimwe nerimwe ngapave nezvigadzikiro zviviri. Zvigadzikiro izvozvo ngazvigumane musana pasi pezviga zviya zvamapango. Sien die hoofstuk |