Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Eksodo 26:13 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Zvidzitiro zvetende zvinofanira kurebesa nekubhiti rimwe chete pamativi ose ari maviri; zvinenge zvasara zvinofanira kurembera pamativi etabhenakeri kuti zvigoifukidza.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Ʋuye kubiti rimŋe panorumŋe rutiʋi, nekubiti rimŋe panorumŋe rutiʋi ɀe, ɀakasara pakureɓa kwamacira etente, ŋgaɀirembere panhiʋi dzetabernakeri necoʋuno necokoko, kuifukidza.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Uye kubhiti rimwe panorumwe rutivi, nekubhiti rimwe panorumwe rutivizve, zvakasara pakureba kwamachira etende, ngazvirembere panhivi dzetabhenakeri nechouno nechokoko, kuifukidza.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Jira rapadenga rinofanira kupfuurira hwasha hwedenga richiti uku ropfuurira namasendimita makumi mashanu, ukuwo ropfuurira namasendimita makumi mashanu rorembera kumativi maviri kuti rifukidze tendhe rinoera.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Jira rapadenga rinofanira kupfuurira hwasha hwedenga richiti uku ropfuurira namasendimita makumi mashanu, ukuwo ropfuurira namasendimita makumi mashanu rorembera kumativi maviri kuti rifukidze tendhe rinoera.

Sien die hoofstuk Kopieer

Eksodo 26:13

Volg ons:

Advertensies

Advertensies