Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Eksodo 25:22 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Ipapo, pamusoro pechifunhiro chiri pakati pamakerubhi maviri ari pamusoro peareka yeChipupuriro, ndichasangana newe ndigokupa mirayiro yangu yose yavaIsraeri.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Ndi’po pandicasoŋgana newe, nditaure newe, ndiri pamsoro pecifunhiro cokuyananisa, ndiri pakati pamakerubi maʋiri ari pamsoro peareka yecipupuriro, ndikuʋudze ɀose ɀandicakupa, kuti uraire ʋanhu ʋaIsraeri.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Ndipo pandichasangana newe, nditaure newe, ndiri pamusoro pechifunhiro chokuyananisa, pamusoro peareka yechipupuriro, ndikuudze zvose zvandichakupa, kuti uraire vanhu vaIsiraeri.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Ipapo ndipo pandichauya kuzosangana newe. Ndichataura newe ndiri pakati pamakerubhu maviri anenge ari pahwidibiro yebhokisi rechitenderano, ndichikuudza zvandinoda kuti vaIsiraeri vaite.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Ipapo ndipo pandichauya kuzosangana newe. Ndichataura newe ndiri pakati pamakerubhu maviri anenge ari pahwidibiro yebhokisi rechitenderano, ndichikuudza zvandinoda kuti vaIsiraeri vaite.

Sien die hoofstuk Kopieer




Eksodo 25:22

Volg ons:

Advertensies


Advertensies