Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Eksodo 25:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 “Taurira vaIsraeri kuti vandivigire chipiriso. Unofanira kugamuchira chipiriso changu kubva kumunhu upi noupi anosundwa nomwoyo wake kuti ape.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Taura naʋana ʋaIsraeri kuti ʋandipe cipo; munditorere cipo kunomumŋe nomumŋe unoɗa kundiitira iɀoɀo nomŋoyo wake.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

2 “Taura navana vaIsiraeri kuti vandipe chipo; munditorere chipo kune mumwe nomumwe anoda kundiitira izvozvo nomwoyo wake.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 “Udza vaIsiraeri vapire zvipo kwandiri. Munhu mumwe nomumwe ngaapire kwandiri chipo chaanoda nomwoyo wakasununguka, iwe uchindigamuchirira.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 “Udza vaIsiraeri vapire zvipo kwandiri. Munhu mumwe nomumwe ngaapire kwandiri chipo chaanoda nomwoyo wakasununguka, iwe uchindigamuchirira.

Sien die hoofstuk Kopieer




Eksodo 25:2

Volg ons:

Advertensies


Advertensies