Eksodo 23:30 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Ndichavabvisa pamberi penyu zvishoma zvishoma, kusvikira manyatsowanda kuti mutore nyika. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Ndicanatsoʋadziŋga pamberi pako, kuȿikira maʋa ʋazhinji, upiwe nyika iʋe nhaka yako. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200230 Ndichanyatsovadzinga pamberi pako, kusvikira mava vazhinji, upiwe nyika ive nhaka yako. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Kashoma nakashoma ndichafanokudzingirai vanhu ivava kudzamara imi mazova vazhinji, nyika maiita yenyu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona30 Kashoma nakashoma ndichafanokudzingirai vanhu ivava kudzamara imi mazova vazhinji, nyika maiita yenyu. Sien die hoofstuk |