Eksodo 22:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 “Kana chipfuwo chakabiwa chikawanikwa chichiri chipenyu muruoko rwake, ingava nzombe kana mbongoro kana gwai, iye anofanira kuripa zvava zviviri. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Kana caakaŋga aɓa cikawanikwa muruʋoko rwake ciciri cipenyu, kana iri nzombe, kana mboŋgoro, kana gwai, unofanira kuripa kaʋiri. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20024 Kana chaakanga aba chikawanikwa muruoko rwake chichiri chipenyu, kana iri nzombe, kana mbongoro, kana gwai, anofanira kuripa kaviri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Kana akanga aba mombe kana kuti dhongi kana hwai, akazowanikwa ainayo iri mhenyu, ngaaripe muripo wakapetwa kaviri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona4 Kana akanga aba mombe kana kuti dhongi kana hwai, akazowanikwa ainayo iri mhenyu, ngaaripe muripo wakapetwa kaviri. Sien die hoofstuk |