Eksodo 22:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 “Kana mbavha ikabatwa ichipaza uye ikarohwa ikafa, nyakudzivirira haana mhosva yokuteura ropa; Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Kana mbava ikaɓatwa icipaza, ikarobga, ikafa, wamuʋuraya haaŋgaʋi nemhoȿa paropa rake. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20022 Kana mbavha ikabatwa ichipaza, ikarohwa, ikafa, wamuuraya haangavi nemhosva paropa rake. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Kana mbavha ikabatwa ichipaza, ikarohwa ikafa, munhu anenge aiuraya haapiwe mhosva yokuponda munhu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona2 Kana mbavha ikabatwa ichipaza, ikarohwa ikafa, munhu anenge aiuraya haapiwe mhosva yokuponda munhu. Sien die hoofstuk |