Eksodo 22:17 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Kana baba vake vasingadi zvachose kuti vamupe kwaari, anofanira bedzi kubvisa roora rinobvisirwa mhandara. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Kana ɓaɓa ʋake ʋakaramba cose kumupa iye, unofanira kuripa mari yakaenzana neroʋoro yaʋasikana. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200217 Kana baba vake vakaramba chose kumupa iye, anofanira kuripa mari yakaenzana neroora yavasikana. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Kana baba vomusikana varambisisa kuti murume iyeyo amuroore, ngaangobvisiswa muripo unokwanirana neroora rinobvisirwa mhandara. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona17 Kana baba vomusikana varambisisa kuti murume iyeyo amuroore, ngaangobvisiswa muripo unokwanirana neroora rinobvisirwa mhandara. Sien die hoofstuk |