Eksodo 22:13 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Kana chakabvarurwa-bvarurwa nechikara chesango, iye achauyisa zvakasara zvacho zvive umboo uye haazosungirwi kuripa chipfuwo chakabvamburwa. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Kana ɀikabvamburwa necikara, ŋgaaʋuye naɀo ciʋe capupu; haafaniri kuripa ɀabvamburwa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200213 Kana zvikabvamburwa nechikara, ngaauye nazvo chive chapupu; haafaniri kuripa zvabvamburwa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Kana chipfuwo chacho chichinge chakaparadzwa nechikara, ngaauye aratidze dare zvakasiyiwa nechikara, haazoripiswa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona13 Kana chipfuwo chacho chichinge chakaparadzwa nechikara, ngaauye aratidze dare zvakasiyiwa nechikara, haazoripiswa. Sien die hoofstuk |