Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Eksodo 22:11 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 nyaya iri pakati pavo inofanira kugadziriswa nokuita mhiko pamberi paJehovha yokuti muvakidzani haana kuisa maoko ake pazvinhu zvomumwe munhu. Muridzi anofanira kugamuchira izvi, uye hapana muripo unodikanwa apa.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 iʋo ʋaʋiri ŋgaʋapikirane pamberi paJehova, kuti ɀiʋonekwe kana akaisa ruʋoko rwake panhumbi dzowokwake; muridzi waɀo ŋgaatende naɀo, iye arege kuripa.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

11 ivo vaviri ngavapikirane pamberi paJehovha, kuti zvionekwe kana akaisa ruoko rwake panhumbi dzowokwake; muridzi wazvo ngaatende nazvo, iye arege kuripa.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 munhu iyeyo ngaapike nezita raTenzi kune muridzi wacho kuti haana kuchitsakatisa. Muridzi wacho ngaagamuchire zvinenge zvarehwa. Nyakuchengeteswa haazosungirwa kuripa.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 munhu iyeyo ngaapike nezita raTenzi kune muridzi wacho kuti haana kuchitsakatisa. Muridzi wacho ngaagamuchire zvinenge zvarehwa. Nyakuchengeteswa haazosungirwa kuripa.

Sien die hoofstuk Kopieer




Eksodo 22:11

Volg ons:

Advertensies


Advertensies