Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Eksodo 21:18 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 “Kana vanhu vakakakavadzana uye mumwe akarova mumwe nebwe kana nechibhakera chake uye akasafa asi akavata panhoo,

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Kana ʋanhu ʋakaita nharo, mumŋe akaroʋa mumŋe nebge, kana netsiʋa, akasafa, asi akaʋata panhoʋo;

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Kana vanhu vakaita nharo, mumwe akarova mumwe nebwe, kana netsiva, akasafa, asi akavata panhoo;

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 “Ngatiti vanhu vaviri vaitirana nharo, mumwe ozomutema mumwe nedombo kana kuti nechibhakera, nyakurohwa orega kufa, asi ongosara achirwara,

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 “Ngatiti vanhu vaviri vaitirana nharo, mumwe ozomutema mumwe nedombo kana kuti nechibhakera, nyakurohwa orega kufa, asi ongosara achirwara,

Sien die hoofstuk Kopieer




Eksodo 21:18

Volg ons:

Advertensies


Advertensies