Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Eksodo 21:16 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 “Ani naani anoba mumwe munhu uye akamutengesa kana kuti akawanikwa achinaye paanenge abatwa, anofanira kuurayiwa.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Unoɓa munhu, akamuteŋgesa, kana ɀimŋe akawanikwa ari muruʋoko rwake, ɀirokwaɀo unofanira kuʋurawa.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Anoba munhu, akamutengesa, kana zvimwe akawanikwa ari muruoko rwake, zvirokwazvo anofanira kuurawa.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 “Ani naani zvake anoba munhu achimutengesa, kana kuwanikwa ainaye, anofanira kuuraiwa.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 “Ani naani zvake anoba munhu achimutengesa, kana kuwanikwa ainaye, anofanira kuuraiwa.

Sien die hoofstuk Kopieer




Eksodo 21:16

Volg ons:

Advertensies


Advertensies