Eksodo 20:25 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Kana muchindiitira aritari yamabwe, musaivaka namabwe akavezwa, nokuti mungazoisvibisa kana mukashandisa mbezo pairi. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ɀino kana ucindiʋakira artari yamabge, urege kuiʋaka namabge akaʋezwa, nokuti kana ukasimudzira mbezo yako pamsoro pebge, wariȿiɓisa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200225 Zvino kana uchindivakira atari yamabwe, urege kuivaka namabwe akavezwa, nokuti kana ukasimudzira mbezo yako pamusoro pebwe, warisvibisa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Kana muchindivakira atari yamabwe musaivake namabwe akavezwa nokuti kana mukatora nhemo muchiveza mabwe matoan'oresa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona25 Kana muchindivakira atari yamabwe musaivake namabwe akavezwa nokuti kana mukatora nhemo muchiveza mabwe matoan'oresa. Sien die hoofstuk |