Eksodo 20:18 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Vanhu vakati vaona mheni nokutinhira uye vanzwa hwamanda, uye vaona gomo richipfungaira utsi, vakadedera nokutya. Vakagara vari chinhambwe Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ʋanhu ʋose ʋakaʋona kutinhira, nemheni, nenzwi rehwamanda, negomo rinopfuŋgaira, ɀino ʋanhu ʋakati ʋaciʋona iɀoɀo, ʋakaɗeɗera ʋakamira kure. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200218 Vanhu vose vakaona kutinhira, nemheni, nezwi rehwamanda, negomo rinopfungaira, zvino vanhu vakati vachiona izvozvo, vakadedera vakamira kure. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 VaIsiraeri vose vakanzwa kudhiriridza, nemheni nokurira kwehwamanda. Vakaona utsi huchipwititika mugomo. Vanhu vakati kanha nazvo vakadedera nokutya, vakamirira kure. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona18 VaIsiraeri vose vakanzwa kudhiriridza, nemheni nokurira kwehwamanda. Vakaona utsi huchipwititika mugomo. Vanhu vakati kanha nazvo vakadedera nokutya, vakamirira kure. Sien die hoofstuk |