Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Eksodo 19:17 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Ipapo Mozisi akatungamirira vanhu vachibuda mumisasa kuti vandosangana naMwari, uye vakandomira mujinga megomo.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Ɀino Mosesi akaʋudza ʋanhu kuti ʋaɓuɗe pamisasa ʋasoŋgane naMŋari, ʋamire pajiŋga regomo.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Zvino Mosesi akaudza vanhu kuti vabude pamisasa vasangane naMwari, vamire pajinga regomo.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Mosesi akabva navanhu kumatendhe akauya navo kuzosangana naMwari, vanhu vakasvikomira mujinga megomo.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Mosesi akabva navanhu kumatendhe akauya navo kuzosangana naMwari, vanhu vakasvikomira mujinga megomo.

Sien die hoofstuk Kopieer




Eksodo 19:17

Volg ons:

Advertensies


Advertensies