Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Eksodo 19:15 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Ipapo akati kuvanhu, “Zvigadzirirei nezvezuva rechitatu. Murege kurara navakadzi venyu.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Akati kuʋanhu: Garai makaɀigadzira nezuʋa retatu; musasweɗera kumukadzi.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Akati kuvanhu, “Garai makazvigadzira nezuva retatu; musaswedera kumukadzi.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Mosesi akaudza vanhu kuti, “Gadzirirai kubvira nhasi kusvikira pazuva retatu, pasava naanopinda mumba nomukadzi.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Mosesi akaudza vanhu kuti, “Gadzirirai kubvira nhasi kusvikira pazuva retatu, pasava naanopinda mumba nomukadzi.”

Sien die hoofstuk Kopieer




Eksodo 19:15

Volg ons:

Advertensies


Advertensies