Eksodo 19:14 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Shure kwokuburuka kwaMozisi mugomo achienda kuvanhu, akavanatsa, uye ivo vakashambidza nguo dzavo. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ɀino Mosesi akaɓuruka mugomo, akaenda kuʋanhu, akatsaura ʋanhu; iʋo ʋakasuka ŋguʋo dzaʋo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200214 Zvino Mosesi akaburuka mugomo, akaenda kuvanhu, akatsaura vanhu; ivo vakasuka nguo dzavo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Mosesi akaburuka mugomo umu oenda kuvanhu. Akandotaurira vaIsiraeri kuti vazvinatse; vakasuka hanzu dzavo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona14 Mosesi akaburuka mugomo umu oenda kuvanhu. Akandotaurira vaIsiraeri kuti vazvinatse; vakasuka hanzu dzavo. Sien die hoofstuk |