Eksodo 19:10 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Uye Jehovha akati kuna Mozisi, “Enda kuvanhu undovanatsa nhasi namangwana. Uite kuti vawache nguo dzavo Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ɀino Jehova akati kunaMosesi: Enda kuʋanhu, uʋatsaure nhasi namaŋgwana, ʋasuke ŋguʋo dzaʋo, Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200210 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Enda kuvanhu, uvatsaure nhasi namangwana, vasuke nguo dzavo, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Tenzi akataurira Mosesi achiti, “Enda undoti vaIsiraeri ngavazvinatse nhasi namangwana, vasuke hanzu dzavo, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona10 Tenzi akataurira Mosesi achiti, “Enda undoti vaIsiraeri ngavazvinatse nhasi namangwana, vasuke hanzu dzavo, Sien die hoofstuk |