Eksodo 18:23 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Kana uchiita izvi uye Mwari achikurayira, uchagona kutakura mutoro uyu, uye vanhu vose ava vachaenda kudzimba vagutsikana.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Kana ukaita cinhu ici, Mŋari akakuraira saiɀoɀo, iwe ucagona kutsuŋga, naʋanhu aʋa ʋose ʋacaenda kudzimba dzaʋo norugare. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200223 Kana ukaita chinhu ichi, Mwari akakuraira saizvozvo, iwe uchagona kutsunga, navanhu ava vose vachaenda kudzimba dzavo norugare.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Dai kuri kuti Mwari anotiwo uite zvandareva, uchakwanisa kuita basa rako, vanhuwo ava vose vachadzokera kwavo vasingagunun'uni mumwoyo.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona23 Dai kuri kuti Mwari anotiwo uite zvandareva, uchakwanisa kuita basa rako, vanhuwo ava vose vachadzokera kwavo vasingagunun'uni mumwoyo.” Sien die hoofstuk |