Eksodo 17:16 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Akati, “Nokuti maoko akasimudzirwa kumusoro kuchigaro choushe chaJehovha. Jehovha acharwa neAmareki kubva kune chimwe chizvarwa kusvikira kune nechimwe chizvarwa.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 akati: Noruʋoko pacigaro coʋushe caJehova, ndinopika ndiciti: Jehova ucarwa naAmareki kuȿikira kumarudzi namarudzi. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200216 akati, “Noruoko pachigaro choushe chaJehovha, ndinopika ndichiti, ‘Jehovha acharwa naAmareki kusvikira kumarudzi namarudzi.’ ” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Akati, “Pamusana pokuti ruoko rwanga rwakasimudzirwa kuchigaro chaTenzi, choumambo Tenzi achagarawo achirwisa vaAmareki pazvizvarwa zvavo zvose.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona16 Akati, “Pamusana pokuti ruoko rwanga rwakasimudzirwa kuchigaro chaTenzi, choumambo Tenzi achagarawo achirwisa vaAmareki pazvizvarwa zvavo zvose.” Sien die hoofstuk |