Eksodo 15:23 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Vakati vasvika paMara, havana kugona kunwa mvura yacho nokuti yaivava. (Ndokusaka nzvimbo yacho ichinzi Mara.) Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ʋakaȿika Mara, asi ʋakaŋga ʋasiŋgagoni kunwa mvura yapaMara, nokuti yakaŋga iciʋaʋa; naiɀoɀo zita ra’po rakanzi Mara. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200223 Vakasvika Mara, asi vakanga vasingagoni kunwa mvura yapaMara, nokuti yakanga ichivava; naizvozvo zita rapo rakanzi Mara. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Vakazosvika kuMara asi vakatadza kunwa mvura yepo nokuti yaikarakata kuvava. Saka pakatumidzwa zita rokuti Mara. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona23 Vakazosvika kuMara asi vakatadza kunwa mvura yepo nokuti yaikarakata kuvava. Saka pakatumidzwa zita rokuti Mara. Sien die hoofstuk |