Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Eksodo 13:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Mucherechedzo uyu uchava kwauri sechiratidzo paruoko rwako uye sechirangaridzo pahuma yako chokuti murayiro waJehovha unofanira kuva pamiromo yako. Nokuti Jehovha akakubudisa muIjipiti noruoko rwake rune simba.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Cinofanira kuʋa ciratidzo kwauri paruʋoko rwako, neciraŋgaridzo pakati pameso ako, kuti murairo waJehova uʋe mumuromo mako; nokuti Jehova wakakuɓuɗisa paEgipita noruʋoko runesimba.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Chinofanira kuva chiratidzo kwauri paruoko rwako, nechirangaridzo pakati pameso ako, kuti murayiro waJehovha uve mumuromo mako; nokuti Jehovha akakubudisa paIjipiti noruoko rune simba.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Mabiko iwayo achaita sechiratidzo chakasungirirwa paruoko rwako kana kuti sechiyeuchidzo chakasungirirwa pahuma yako kuti mutemo waTenzi usabve pamuromo pako nokuti Tenzi akakuburitsai muIjipiti nesimba rake guru.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Mabiko iwayo achaita sechiratidzo chakasungirirwa paruoko rwako kana kuti sechiyeuchidzo chakasungirirwa pahuma yako kuti mutemo waTenzi usabve pamuromo pako nokuti Tenzi akakuburitsai muIjipiti nesimba rake guru.

Sien die hoofstuk Kopieer




Eksodo 13:9

Volg ons:

Advertensies


Advertensies