Eksodo 13:16 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Uye chichava chiratidzo paruoko rwako nerundanyara pahuma yako kuti Jehovha akatibudisa kubva muIjipiti noruoko rune simba.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ici cicaʋa ciratidzo paruʋoko rwako, norundanyara pameso ako; nokuti Jehova wakatiɓuɗisa paEgipita noruʋoko runesimba. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200216 Ichi chichava chiratidzo paruoko rwako, norundanyara pameso pako; nokuti Jehovha akatibudisa paIjipiti noruoko rune simba.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Izvozvi zvichaita sechiyeuchidzo chiripamaoko enyu kana kuti pahuma dzenyu chokuti Tenzi akatiburitsa muIjipiti nesimba rake guru.’ ” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona16 Izvozvi zvichaita sechiyeuchidzo chiripamaoko enyu kana kuti pahuma dzenyu chokuti Tenzi akatiburitsa muIjipiti nesimba rake guru.’ ” Sien die hoofstuk |