Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Eksodo 13:15 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Faro paakasindimara achiramba kuti tiende, Jehovha akauraya matangwe ose omuIjipiti, zvose vanhu nezvipfuwo. Ndokusaka ndichibayira kuna Jehovha mukono wokutanga wechibereko chechizvaro chose uye ndichidzikinura dangwe rimwe nerimwe ravanakomana vangu.’

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 nokuti paŋguʋa iyo Farao yaakaramba kutitendera kuenda, Jehova wakaʋuraya mataŋgwe ose enyika yeEgipita, mataŋgwe ose aʋanhu naʋana ʋemhoŋgora dzeɀipfuwo; naiɀoɀo ndinoɓayira Jehova ɀose ɀinotaŋga kuzarura ciɀaro, kana ɀiri ɀirume; asi mataŋgwe ose aʋanakomana ʋaŋgu ndinoadzikinura.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

15 nokuti panguva iyoyo Farao yaakaramba kutitendera kuenda, Jehovha akauraya madangwe ose enyika yeIjipiti, madangwe ose avanhu navana vemhongora dzezvipfuwo;’ naizvozvo ndinobayira Jehovha zvose zvinotanga kuzarura chizvaro, kana zviri zvirume; asi madangwe ose avanakomana vangu ndinoadzikinura.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Farao paakaomesa mwoyo achitirambidza kubuda, Tenzi akauraya matangwe echirume ose munyika yeIjipiti kubvira kumatangwe avanhu kusvikira kumatangwe ezvipfuwo. Ndokusaka ndichitora zvipfuwo zvose zvinotanga kuberekwa ndichizviita chibayiro kuna Tenzi. Asi vana vedu vakomana vanenge vari matangwe tinotovanunura.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Eksodo 13:15

Volg ons:

Advertensies

Advertensies