Danieri 7:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Mhuka huru ina, dzisina kufanana dzakabuda kubva mugungwa. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Mhuka huru inna dzikakwira dziciɓuɗa muguŋgwa, dzisina‐kufanana. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20023 Mhuka huru ina dzikakwira dzichibuda mugungwa, dzisina kufanana. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Ndokubva mugungwa imomo madzumbunuka zvikara zvina zvakakura chaizvo zvakasiyana. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona3 Ndokubva mugungwa imomo madzumbunuka zvikara zvina zvakakura chaizvo zvakasiyana. Sien die hoofstukShona BIBLE3 Mhuka huru ina dzikakwira dzichibuda mugungwa, dzisina kufanana. Sien die hoofstuk |