Danieri 7:15 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 “Ini Dhanieri ndakatambudzika mumweya wangu, uye zviratidzo zvakasvika mumusoro mangu zvakanditambudza. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Kana ndiri’ni Danieri, mŋeya waŋgu wakatambudzika mukati momuʋiri waŋgu, ʋuye ɀandakaʋona mumusoro maŋgu ɀakandivundusa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200215 “Kana ndirini Dhanieri, mweya wangu wakatambudzika mukati momuviri wangu, uye zvandakaona mumusoro mangu zvakandivhundusa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 “Ini Dhanieri ndakashushikana mwoyo ndikadumbirwa kwazvo nezviratidzo zvakauya mumusoro mangu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona15 “Ini Dhanieri ndakashushikana mwoyo ndikadumbirwa kwazvo nezviratidzo zvakauya mumusoro mangu. Sien die hoofstukShona BIBLE15 “Kana ndirini Dhanieri, mweya wangu wakatambudzika mukati momuviri wangu, uye zvandakaona mumusoro mangu zvakandivhundusa. Sien die hoofstuk |